VaNyatsimba Mutota (c.1400-1450) kana Mwenemutapa Mutota vaive muvambi uye mutongi wokutanga weUbwami wa Mutapa. Mambo Mutota kana Hwami Mutota vaive mukororo waMambo na Mambokadzi weUmambo we Zimbabwe nyika yaive kumaodzanyemba kwenzvimbo inonzi Masvingo nhasi, uye ndiko kwavakazvarwa. Vakasika Ubwami wa Mutapa mugore ra1430 ndhokuva mutongi wekutanga, vakaramba variMambo kusvika pakufa kwavo. Humambo hwavo hwaive hwakabatana nezvikamu zvechamhembe cheZimbabwe yanhasi, nemaodzanyembaepakati peMozambiki yanhasi. Munguva yekutonga kwavo, Mutapa yakambove muchinguva chekuwedzera zvemauto uye nezvekukunda dzimwe nzvimbo dzakasiyana kusvika kuGungwa re Indiya. Mukuteera rufu rwa ivo VaMutota mukororo wavo VaMatope vakatevera semutongi akaenderera mberi nezvemauto zvavainge vatanga. VaMutota vakafa muhondo pakati pe Zanagore 15.[1]
Imwe horokodzwa Umambo we Zimbabwe, Muzandisapo ...
Nyatsimba Mutota |
Mwenemutapa |
![](//upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/1/14/Le_grand_Roy_du_Mono-Motapa.jpg/220px-Le_grand_Roy_du_Mono-Motapa.jpg) |
Hupenyu |
|
Horokodzwa Yake |
Zita rekuzvarwa: |
Nyatsimba Mutota |
Kwaakazvarwa: |
c.1400
Rusvingo, Umambo hwe Zimbabwe |
Mutupo: |
Moyo |
Dzinza: |
Karanga, Mbire |
|
|
Umambo we Zimbabwe |
Dumidzo: |
Muchinda |
Makore se Muchinda: |
c.1400 - c.1430 |
Uhwami wa Mutapa |
Dumidzo: |
Mwenemutapa |
Hutongi: |
c.1430 - c. 1450 |
Muzandisapo: |
Matope Nyanhehwe Nebedza |
Mhuri Yake |
Baba: |
Hwami Mavhudzi Chibatamatosi |
Amai: |
? |
Mudzimai: |
? |
Vana: |
|
Rufu |
Rufu: |
c.1450
?, Mutapa, Zimbabwe |
Akavigwa: |
?, Zimbabwe |
Madzimambo e Vashona |
Umambo we Zimbabwe |
Muzandisapo |
![](//upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/7/73/Crown_of_Savoy.svg/50px-Crown_of_Savoy.svg.png) |
Muzandiripo |
Mavhudzi Chibatamatosi |
Togwa Mukwati |
Ubwami wa Mutapa |
|
Muzandisipo |
|
Matope Nyanhehwe Nebedza |
|
|
Vhura