Vambire (kureva Vahungwe, Vakaranga, Varozvi, Vanyai, Vashona) kana Wambire pane maboka e Vambire maviri. Vambire vokutanga vakasvika muZimbabwe 200 kana 300 makore mushure mekusvika kwe Vahungwe, pakusvika kwavo vakargwa ne Vahungwe ndikokuvakunda vobva vatanga kutonga.

Nhoroondo

Sezvinotodzwa munhoroondo ye Vashona, Vashona kudhara vaive ne mazita akasiyana vasati vavekunzi Vashona sezvanhasi. Kudhara vainzi Vakaranga, zita iri rakauya ngokuda kwokuti Madzitateguru eVashona vaive vanhu verudzi rwe Vakalanga ne Vahungwe, Vahungwe mukusvika muZimbabwe kwavo vakasvika Mapungubge ichitanga kuwa, ivo havo vakagaku Umambo hwe Zimbabwe, Vakalanga vaibva kuMapungubge vakauya vakagara pakati pavo, vanhu vakabva vatanga kuzviti Vakaranga ngokuda kwezita rokuti Kalanga. Vahungwe vaigona kunge vasina "L".

Vahungwe na Vakalanga ndivo vakaumba Vakaranga (Vashona vose vanhasi), Vakaranga vakatonga, Hungwe ikave mutupo we Vatungamiri, avo madzimambo aitonga Umambo hwe Zimbabwe, zvimwe ne Moyo. Hungwe-Dzivaguru, Moyo (chirandu).

Vambire vakazosvika vakawana Vakaranga/Vahungwe vachigara mo ivo vakargwa navo ndokuvakunda uye nokutora Humambo. Vahungwe vose vakabva vave dzasi pe zita rokuti Mbire, Vambire ndivo vanogona kunge vakauya ne Varemba.

Mazita matatu aishandiswa pakati pe Mashona okudhara mumadzinza avo, Vahungwe, Vakaranga ne Vambire, kufamba kwenguva ndiko kwakaunza wo mamwe madzinza akazobuda mumasinga matatu aya.

Mabviro eruzivo

https://www.herald.co.zw/history-of-the-shona-tribe/

Wikiwand in your browser!

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.

Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.