Vakaranga
From Wikipedia, the free encyclopedia
Tarisai futi peji re Vakalanga
(Nyubi -> Matabeleland nyika isati yatorwa neVarungu, yakafa) |
Vakaranga kana Wakaranga vanhu venhu vechiBantu vedzinza rechiShona, vanotaura Chikaranga. Vakaranga vane hukama ne vamwe vanhu vedzinza rechiShona, Vazezuru, Vandau, Vamanyika (Samanyika), neVakorekore. Uye vane hukama huri pedyo neVakalanga, Vavhenda, Vasena neVadoma.