Muriwo (Vegetables in English) zvinoreva madzinde anokwanisa kudyiwa mashizha awo achinge abikwa mumvura kana mumafuta. Muriwo unokwanisa kubikwa uri wega kana kubikwa pamwe nenyama zvakasanganiswa.

Thumb

Muriwo wakafurwa wava kudzinina: the vegetables that had been eaten by the cattle are now sprouting new leaves.kudzinina.

  • Usavi, usayi kana chisevo (relish of any kind) apa kureva muriwo wemashizha kana nyama yakabikwa.

Mhando dzemuriwo

  • Rugare
  • Tsunga
  • Chemberedzagumhana
  • Muboora
  • Nyevhe
  • Bonongwe
  • Zifodya
  • Munyemba
  • Musemwa-semwa
  • Mowa
  • mubvunzandadya
  • Chidovori
  • Chirevereve
  • Munenza. Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rokuti Munenzva?
  • Mudyambira
  • Zhombwe
  • Musungosungo
  • Muvuvu

Mamwe mazwi

  • Gwanha, gwanho kana hwani (Fully developed leaf of pumpkin plant or cabbage no longer eaten) apa kureva shizha remuriwo rakakomba risisakwanise kudyiwa. Anonzi makwanha pahuwandu.
  • Kukwanha, kusaira kusanzaura kana kusanhira (1. Prune tree, 2. Strip branches from filed sapling or tree).
  • Kugwanhudza (Make to tear off leaves, branches, flowers; 2. Z Make to prune).
  • Kugwanhuka (Be, or be able to be, plucked, or torn off, or pruned).
  • Kwanhura makwanha ekabichi: remove the big outer leaves of the cabbage.
  • Kukaya kana kutanha (pluck vegetable leaves). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Makaya??

Mitauro yeAfrika

  • Chewa inoti ndiwo (anything eaten with food as relish). Taabwa inoti kuswa (v. pick vegetables) kutanha muriwo.
  • Mambwe inoti muliwo (trailing vine of pumpkin, cucumber, etc) vachireva muriwo. Humburi inoti kàmbè, kàmb-ù (hand, arm). Fananidzai nokuti kukambura?
  • Zulu inoti umlibo kana imilibo (Tendril, runner of creeping plants (e.g. pumpkin, marrow, melon). Mamwe mazwi: umlibo kana imilibo (Origin, source, lineage, stock) vachireva rudzi.
  • Luwanga inoti okhukhatsa (eat meat or other relish alone, or out of proportion to the amount of). Zvichida izwi iri rinotodzana neChiShona chinoti kukatsa.
  • Shilluk inoti rïwø (v. place level; horizontal). Fananidzai nokuti muriwo?
  • Uyo Ibibio inoti tanna (v. become sparse; become very thin (of sticks or of a persons limbs, the later is very derogatory).

Wikiwand in your browser!

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.

Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.