Kiwanga kana Wanga mutauro weBantu unowanikwa kuKenya.

Mazwi Anotodza Shona

  • VaWanga vanoti okhubola (rot; go bad; putrefy) kureva kuwora.
  • Kiwanga inoti omwana (child) kureva mwana.
  • Kiwanga inoti amachisi kana -bisi (unripe, green) kureva chimbishi.
  • Kiwanga inoti amafwi (human feces) kureva dhodhi kana mavi.
  • Kiwanga inoti amakhono (hands as working agents) kureva mawoko.
  • Kiwanga inoti amakhumi kana exhume (ten) kureva makumi - sokuti amakhumi kabiri - makumi maviri.
  • Kiwanga inoti amayu kana obuyu (warm, fresh).
  • Kiwanga inoti elino (tooth) kureva zino.
  • Kiwanga inoti eshialo (country, world, land) kureva nyika.
  • Kiwanga inoti eshirefu (beard) kureva ndebvu.
  • Kiwanga inoti eshirima (darkness) kureva rima.
  • Kiwanga inoti eshirimi (speech impediment, lisp) kureva chirimi.
  • Kiwanga inoti eshiro (night) kureva husiku. Mushiro (at night).
  • Kiwanga inoti eshisoma (alone, used of someone living alone) kureva munhu angora ega.
  • Kiwanga inoti eshuma (string of beads) kureva chuma.
  • Kiwanga inoti eshilemba (turban) kureva chiremba.
  • Kiwanga inoti ewe (you).
  • Kiwanga inoti amatsi (water) kureva mvura.
  • Kiwanga inoti ikanzu (long cotton or calico robe worn by men) kureva hanzu.
  • Kiwanga inoti ikwena (crocodile) kureva ngwena.
  • Kiwanga inoti imbolo (penis) kureva mboro.
  • Kiwanga inoti imbusi (goat) kureva mbudzi.
  • Kiwanga inoti amatsi (water) kureva mvura.
  • Kiwanga inoti imbalikha (polygamy) kureva barika.
  • Kiwanga inoti imbeba (rat) kureva mbeva.
  • Kiwanga inoti imbwa (dog) kureva imbwa.
  • Kiwanga inoti imero (nature; life; make-up; habits; customs).
  • Kiwanga inoti indaa (louse) kureva inda.
  • Kiwanga inoti indama (cheek) kureva dama.
  • Kiwanga inoti ing'oma (drum) kureva ngoma.
  • Kiwanga inoti ing'ombe (cow, bull etc) kureva mombe.
  • Kiwanga inoti ingore (a large bunch of bananas) kureva chingore.
  • Kiwanga inoti ingwe (leopard) kureva ingwe.
  • Kiwanga inoti injuku (peanut; groundnut) kureva nzungu.
  • Kiwanga inoti inyama (meat, flesh) kureva nyama.
  • Kiwanga inoti inyambukho (ford) kureva zambuko.
  • Kiwanga inoti inyanza (sea; lake) kureva nyanza.
  • Kiwanga inoti inzala (hunger; drought; famine; time of scarcity of food.) kureva nzara.
  • Kiwanga inoti inzofu (elephant) kureva nzou.
  • Kiwanga inoti iswa (flying ant) kureva ishwa.
  • Kiwanga inoti libafu (bath) kureva bhavha.
  • Kiwanga inoti likhanga (guinea-fowl) kureva hanga.
  • Kiwanga inoti amakhuwa (affair; business; word) kureva guhwa.
  • Kiwanga inoti likhuyu (fig) kureva mawuyu.
  • Kiwanga inoti amamera (yeast, often from finger millet) kureva chimera.
  • Kiwanga inoti liuto' kana lihuto (ostrich). Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rokuti Mauto?.
  • Kiwanga inoti mukari (inside) kureva mukati.
  • Kiwanga inoti mulwalo (underneath; below; mulwalo we imesa 'under the table) kureva muzasi mechinhu chinorehwa.
  • Kiwanga inoti muzinga (cannon).

Mamwe Mazwi

Wikiwand in your browser!

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.

Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.