Shilluk mutauro weAfrika unowanikwa kuSouth Sudan.
- Shilluk inoti baba (n. father) kureva baba.
- Shilluk inoti bong (v. accumulate wealth). Fananidzai nokuti kuwonga?
- Shilluk inoti bur (n. hole in the ground; furrow; pit; burrow). Fananidzai nokuti buri?
- Shilluk inoti gam (v. receive, catch something or someone, usually in one's hands; deliver, act as a midwife, "catching a baby") kureva kugamha.
- Shilluk inoti gam (v. interrupt by speaking) kureva kugamha pakutaura. Sokuti: Rega ndikugamhe usati waenderera mberi.
- Shilluk inoti gëëlø (n. steep river bank; river bank). Fananidzai nokuti mugero?
- Shilluk inoti gëlø (n. dam) kureva dhamu.
- Shilluk inoti kïnø (slowly) kureva chinono.
- Shilluk inoti køl (n. animal fat) kureva mafuta emhuka. Fananidzai nokuti hwayi yakakora?
- Shilluk inoti køøb (v. follow a trail or the river, but not an animate entity). Fananidzai nokuti rukova?
- Shilluk inoti kömi (v. be on top; on top of, over; on) kureva kuva pamusoro. Fananidzai nokuti mukoma?
- Shilluk inoti könyø (n. carelessness) kureva kushaya hanya. Mamwe mazwi: Könyø (n. Careless person, untidy). Fananidzai nokuti ane mukonyo?
- Shilluk inoti kumø (n. judgement; verdict, punishment) kureva mutongo.
- Shilluk inoti mal (n. excellent; be high; ahead). Fananidzai nokuti samare?
- Shilluk inoti määdø (n. love) kureva rudo. Mamwe mazwi: määdø (n. lowland; depression)
- Shilluk inoti may, ma kana mama (mother) kureva mai.
- Shilluk inoti Pëti (Extreme; excessive; very experienced). Fananidzai nokuti mapeto?
- Shilluk inoti ábwög (n. maize) kureva chibage.
- Shilluk inoti ámaarø (n. sweetheart; beloved; the loved one) kureva mudiwa.
- Shilluk inoti awä (adv. yesterday kureva zuro.
- Shilluk inoti awöl (n. thigh socket). Mamwe mazwi: awöl (n. cistern, water hole, water reservoir) kureva dziva.
- Shilluk inoti awøyø (n. carelessness). Mamwe mazwi: lwel (v. overemhasize; exaggerate).
- Shilluk inoti baayø (n. flood; flooding) kureva mafashamo.
- Shilluk inoti budh (v. develop; build up in a structured manner; put in order; collect information).
- Shilluk inoti bødhø (n. safety) kureva ndaramo.
- Shilluk inoti böngø kana dhab (n. gold) kureva ndarama. Kare kwaiva neSlang yokuti dhab kureva mari?
- Shilluk inoti bud (n. part of something; fraction; portion; 2. half; 3. branch) kureva chikamu.
- Shilluk inoti bur kana buri (way of life; custom; behaviour) kureva tsika.
- Shilluk inoti burø (n. custom, the way things are done) kureva tsika.
- Shilluk inoti byërø (n. placenta). Mamwe mazwi: caai (n. tea) kureva tii.
- Shilluk inoti cwäj (creation; build) kureva [[]].
- Shilluk inoti dääb (v. relax). Fananidzai nokuti kudhamba?
- Shilluk inoti giwi (n. solid, hard substance) kureva [[]]. Mamwe mazwi: kurri (n. thieves) kureva mbavha.
- Shilluk inoti gøngø (very dry). Mamwe mazwi: kwar (n. red) kureva tsvuku.
- Shilluk inoti jur (foreigner) kureva munhu mupara.
- Shilluk inoti Kir (n. the Nile River) kureva Rwizi Nile.
- Shilluk inoti Kïr Omelø (n. the Red Sea) kureva Gungwa Dzvuku. Mamwe mazwi: Kïr Tar (n. the Mediterranean Sea).
- Shilluk inoti köngø kana köngi (n. culture) kureva tsika. Mamwe mazwi: kongø (v, take care).
- Shilluk inoti konø (refusal, refuse, snub) kureva kuramba. Fananidzai nokuti kukonana?
- Shilluk inoti Lawø (n. Administration). Mamwe mazwi: Lawi geny (v. Rule through monarchy). Fananidzai nokuti murao?
- Shilluk inoti Leewø (Narrow in body, thin person) kureva munhu mutete. Mamwe mazwi: Lëwø (Check thickness).
- Shilluk inoti løgø (n. other side of the river) kureva kumhiri kwerwizi. Mamwe mazwi: lølø (n. tributary).
- Shilluk inoti mäjji (n. pangs - labour and birth pains; sexual intercourse). Fananidzai nokuti kugara maji?
- Shilluk inoti nang (v. lick) kureva kunanzva. Mamwe mazwi: nämø (n. box turtle).
- Shilluk inoti ngang (funny story teller).
- Shilluk inoti nyabäng (n. female servant) kureva murandakadzi. Mamwe mazwi: nya (female). Bäng (n. servant; slave).
- Shilluk inoti pöd (v. threshing) kureva kupura.
- Shilluk inoti pyëër (Int. to be in between) kuva pakati.
- Shilluk vanoti rïwø (v. place level; horizontal). Fananidzai nokuti muriwo?
- Shilluk inoti täng (n. God) kureva Mwari. Mamwe mazwi: Wuö (n. Lord) kureva Ishe.
- Shilluk inoti tegø (n. strength; ability; power).
- Shilluk inoti yaar (v. be ashamed) kureva kunyara.
- Shilluk inoti yøng (v. bullying; abuse; agreession; contempt; to tease) kureva hudhuri.
Duramazwi rinowanikwa paWebonary.
[1]