Mele mutauro unowanikwa kuVanuatu.
- Mele vanoti sike (v. make fire by friction) kureva kusika moto.
- Mele vanoti suka (v. Shift back, move back (while sitting)).
- Mele vanoti taataa (n. grandfather). Fananidzaai nokuti tateguru.
- Mele vanoti towo (n. measure; measurement) kureva mupimo. Fananidzai nokuti mutowo.
- Mele vanoti vera (v. burn; be on fire) kureva kubvira.
- Mele vanoti kole (n. ring, bracelet, armlet.) kureva rhingi.
- Mele vanoti kosi (adj. Out of line, crooked, in wrong direction). Giryama vanoti ku-kosa (v. err, to do amiss).
- Mele vanoti fuma (v. blossom, flower) kureva kutumbuka.
- Mele vanoti jiro (v. Sink, drown; disappear over the horizon; sink out of sight). Fananidzai nokuti chiro.
- Mele vanoti tasi (n. one, same). Fananidzai nokuti nhasi.
- Mele vanoti soropara (adj. flat; smooth (of a horizontal surface))..
- Mele vanoti taa (v. Sway back and forth, of an object fixed at the base (e.g. a sail)).
- Mele vanoti tafa (n. side, place beside, edge) kureva divi.
- Mele vanoti tagata (n. person, human being; man, husband; body) kureva munhu.
- Mele vanoti taka (n. Pair, couple (constantly together); age) kureva varongo.
- Mele vanoti taalele (Change direction, turn a corner, turn aside).
- Mele vanoti taoga (n. kind; nature) kureva mhando.
- Mele vanoti taaraa (v. Be near, approach, get close to; nearly, almost).
- Mele vanoti taarara (n. chipped; cracked) kureva mutsemu.
- Mele vanoti tata (adj. near in space or time) kureva pedyo.
- Mele vanoti tawi (n. Pair of things (e.g. yams, coconuts, breadfruit) tied together).
- Mele vanoti teetea (adj. White; clean) kureva huchena.
- Mele vanoti toga (n. Foreign place (not including Pacific islands)).
- Mele vanoti toro (n. steam) kureva mupfunga.
- Mele vanoti wota (n. share; portion; gift) kureva mugove.
- Mele vanoti luku (n. backwater). Mamwe mazwi: gutu (n. beak) kureva muromo weshiri.
- Mele vanoti susu (n. breast) kureva zamu. Mamwe mazwi: seke (v. slide).
- Mele vanoti kaleka (n. cross-cousin) kureva muzaya.
- Mele vanoti fua (n. fruit. Adj. fruitful) kureva muchero.
- Mele vanoti gora (v. snore) kureva ngonono.
- Mele vanoti nuku (n. small island) kureva chitsuwa.
- Mele vanoti waasira (n. stream) kureva rukova.
- Mele vanoti ara (n. strip). Mamwe mazwi: loara (adj. striped).
- Mele vanoti rukuruku (n. space underneath a thing).
- Mele vanoti ruku (n. Hide, be hidden, disappear) kureva chakavandika.
- Mele vanoti siva (n. nine) kureva pfumbamwe.
- Mele vanoti maarama (n. light; bright; shine) kureva chiedza.
- Mele vanoti maariga (v. give light; light from something) kureva kuvheneka.
- Mele vanoti sara kana tere (v. flow). Mamwe mazwi: masi (n. bark cloth) kureva jira remakavi.
- Mele vanoti maruuruu (adj. weak). Mamwe mazwi: taka (n. age) kureva zera.
- Mele vanoti nawa (n. artery). Mamwe mazwi: muana (n. Open sea, the ocean).
- Mele vanoti fenua (n. country; land; large island) kureva nyika.
[1]