SasaradziFrom Wikipedia, the free encyclopedia Sase, sasaradzi, bari, barikira, mabarikira kana tsatsi (spark/sparks) apa kureva kubarika kwemoto kana zvimwe zvinobarika zvakadai semagetsi. Kapfariwari kana tumapfariwari (spark).
Sase, sasaradzi, bari, barikira, mabarikira kana tsatsi (spark/sparks) apa kureva kubarika kwemoto kana zvimwe zvinobarika zvakadai semagetsi. Kapfariwari kana tumapfariwari (spark).