C (ridoko "c"; zita raro ndi Ca) ibhii reChishona, uye ibhiihwaro[C 1] rinoshandiswa kuvumba mamwe matarabhii[C 2]. C chinzvanyira chiri mumurondedzwa wemabhiihwaro ekudzvanya[C 3] mumitauro zhinji inowanikwa muAfurika, uye kumitauro ye Chivanhu rinowanikwa kuChindau ne mitauronyina ye Chikaranga. Rinoteverwa na X.
Imwe horokodzwa Mabhi anoshandiswa a /C/, Mumitauro ye Chivanhu: Chindau ...
Vhura
- Chindau - n'cono, gcina
- Chikaranga - muzvcazi, chisvcamba
base letter., base consonant., kureva bhiihwaro
digraph., digraphs., kureva tarabhii (ushoma); matarabhii (uwandu)
aspirated; of letters., mashoko anowedzerwa 'ha' kana anonzwikwa sokufemererwa.
Q ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Q parizvino.
Nc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nc parizvino.
Nx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nx parizvino.
Nq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nq parizvino.
Gc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gc parizvino.
Gq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gq parizvino.
N'c (rinowanikwa kuChinguni sa Ngc) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'c parizvino.
N'x (rinowanikwa kuChinguni saNgx) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'x parizvino.
N'q (rinowanikwa kuChinguni saNgq) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'q parizvino.
Gx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gx parizvino.
Qx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Qx parizvino.
Kl, rakatorwa kubva kuChingezi, rinowanikwa mumashoko ekutorazve.
Kr, ibhii rakatorwa kubva kuChingezi., rinowanikwa mumashoko ekutorazve, senge Kristu.