Izwi rokuti chinyanhengo riri kuturikira chinonzi organism kuEnglish, ichi chiri chinhu chinorarama. Zvinyanhengo zvinosanganisira zvinhu zvinoti: mhuka, madzinde; bhakitiriya; nenyerenzima (archaeon). Mhando dzose dzezvinyanhengo dzinokwanisa: kuberekana; kukura nekuyaruka; kudavira pakudenhewa uye dzine rujekenyeko rwemuviri - having homeostasis. Chinyanhengo chinofanirwa chakawumbwa nenyere ingava imwe kana kudarika. Munhu chinyanhengo chinorarama chine nyere zhinjisa dziri muzvitsumbu zvinonzi nhengo kana mitezo.

Mamwe Mazwi

Kurerutsa Mutauro

  • Chisikwa chinopona chokutanga chaiya chakadai ngemhondoro....: The first living creature was like a lion... (Revelation 4:7 Bhaibheri reChiNdau).
  • Chiro cheshe chinohamba chinopona chinozoita kudya kwomuri; kudai ngezvendakamupa miriwo yakasvipirika, ndinopa zveshe kwomuri (Genesis 9:3 Bhaibheri reChiNdau).

Wikiwand in your browser!

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.

Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.