From Wikipedia, the free encyclopedia
Yunivhesiti ye Zimbabwe chikoro chinobvumira chaunga chakavhurwa mugore ra 1952 chichinzi Yunivhesiti College ye Rhodesia ne Nyasaland pakutanga. Chakazochinjwa zita kunzi Yunivhesiti ye Rhodesia asi panguva yakawana Zimbabwe rusununguko muna 1980 chakazopihwa zita rinoshandiswa panguva ino. UZ, sekuzivikanwa kwachinoitwa neveruzhinji, ndiyo Yunivhesiti ine mukurumbira parizvino muZimbabwe.
Aimbova mazita ayo | Yunivhesiti College ye Rhodesia ne Nyasaland
Yunivhesiti College ye Rhodesia Yunivhesiti ye Zimbabwe Rhodesia (1979) |
---|---|
Motto | Knowledge, Diligence, Integrity |
Rudzi | Yeruzhinji |
Gore rakavhurwa | 1952 |
Mukuru mukuru | Emmerson Mnangagwa
(Vari mutungamiriri weZimbabwe sezvinorehwa nepariamente) |
Ari pasi pemukuru | Paul Mapfumo |
Vanoshandira ipapo | 140 mapurofesa, 545 vadzidzisi, 155 vadzidzisi uyezve vanobatsira paunganidzo yetsvakiridzo (2018) |
Undergraduates | 17,718 |
Postgraduates | 2681 |
Kwainowanikwa | Mount Pleasant, Harare
, Harare Province , Zimbabwe |
Nzvimbo yairi | Kumasebhabha |
Zita rinemukurumbira | UZ |
Website | www.uz.ac.zw |
Yunivhesiti yeZimbabwe inowanikwa muguta reHarare uye ndiyo yunivhesiti yekutanga munyika. Ine vadzidzi vanosvika zviuru gumi nerimwe uye inopa zvidzidzo pasi pemafaculty gumi: yezveKurima (Agriculture), yezveTsika (Arts), yezveMari nekutengeserana (Commerce), yezveHutano (Health Sciences), yezveDzidzo (Education), yezveHumhizha (Engineering), yezveMutemo (Law), yezveSainzi (Science), yezveMagariro (Social Studies), neyezveKurapwa kwemhuka (Veterinary Science).
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.