From Wikipedia, the free encyclopedia
Uyisalama kana Chiisalama (kureva Islam; Chiarabhu: ۘالِإسلَام, al-ʾIslām, kureva "Submission [to God]") chinamato cheUabarahama chinotenda Mwari mumwechete chinoringirisa Kurani pachimotsi, rugwaro rwe chinamato rwe Vasalama runonzi ishoko raMwari (wavanoti Allah) sezvaraka denengurwa na Muhammad, svikiro ikurusa ye Chiisalama. Ndicho chinamato chipiri chikurusa pasirose chichitevera Ukristu, vatendi vacho vanozvika pakati pe 1-1.8 bhiriyoni pasirose, kana kuti chipandi[C 1] che huwandu wevanhu we pasirose.
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.