Jekera (Small, tender, young pumpkin (added to spinach in much the same way as tomatoes) apa kureva nhanga dete rinochekerwa mumuriwo sezvinoitwa madomasi.
Huvhe kana marovhu (Pulp surrounding the seeds inside a pumpkin) apa kureva zviya zvinowanikwa zvakakochekera pamhodzi dzemanhanga. Vamwe vanoti rovhu.
Manga chena inoparira parere nhema. Apa kureva - the white pumpkin led to the exposure of the black pumpkin.
Nhanga rekugwanzi (nzira) ndimandiparira ngozi. The pumpkin that grows near the pathway leads to misfortune. Apa kureva - Zviito zvakanaka zvemunhu kana pfuma yake zvikabuda pachena zvinowanzokonzera kuvengwa navamwe.
Nhanga rokunze ndimandiparira ngozi. A pumpkin near the roadside invites trouble.
Matikiti anowira vasina hari. Pumpkins abound where there are no pots.
Mboko chena inoparira pavete nhema. A white pumpkin reveals the place where the black one is lying.
MaZulu vanoti uluthanga (pumpkin plant; pumpkin pip or seed) vachireva munhanga. Kimbundu vanoti ritanga (n. pumpkin) kureva nhanga.
MaZulu vanoti ubuthumbu (The seed centre of fleshy fruit or vegetable - as of paw-paw, pumpkin, etc.) vachireva pakati pemuchero pane mhodzi senhanga.
MaZulu vanoti umthumbu (The centre or pith of a tree stem).
VaChewa vanoti matikiti (a kind of water melon). VaNyole vanoti ehirundu (n. pumpkin patch).
Wikiwand in your browser!
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.