From Wikipedia, the free encyclopedia
Mbwa (kureva Canidae; sokutodza Chiratini) pahuwandu tichiti Madzimbwa, imhuri ine zvikara uye zvidyazvese zvinoyamwisa zveraya rechikara. Mhuka dzinobva mumhuri ye mbwa, dzinonzi imbwa. Mhuri ye mbwa yakakamurwa ine madzinza maviri: Gava-dzinza (Vulpini) ("makava chaivo") uye Humbwa kana Mbwa-dzinza (Canini) ("imbwa dzechokwadi"). Mbwa dzerudzi re gava-dzinza (makava) dzinonzi "zvikava". Mbwa dzedzinza re humbwa kana mbwa-dzinza (bhumi, imbwa, kxoyoti nemamwe) dzinonzi "imbwa". Vamwe vanhu vanodana zvese izvi kuti "imbwa", asi izvi hazvina kunaka.
10 of the 12 extant canid genera | |
Hupango musainzi | |
---|---|
Muvuso: | Umhuka (Animalia) |
Faramu: | Kodhata (Chordata) |
Musaku: | Dzinoyamwisa (Mammalia) |
Raya: | Zvikara (Carnivora) |
Raya-zasi: | Hukari (Caniformia) |
Mhuri: | Umbwa (Canidae)Fischer de Waldheim, 1817 |
Mhando ye mbari | |
chimbwa (canis)Linnaeus, 1758 | |
Mhuri zasi uye extant genera | |
|
Mienzaniso yemakani imbwa, bhumi, makava, kxoyoti, uye mhungubwe.
Mashoko anopera na -is ano iswa chivakashure "chi"
e.g. Canis => chimbwa, Felis => Chikatsi
Tarisai futi peji re Udongorodzwa hweMbwa
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.