Kuzivira, kudowera kana kurovera (accustom, acclimatize) anoreva kujaira kwekunge munhu akaita chinhu kwenguva refu kana akachita kazhinji.

Kurerutsa Mutauro

  • Pokutanga handina kufaranuka nokugara mudhorobha, asi ndadowera zvino.
  • Mwana uyu akadowera chaizvo. Apa richireva kuti mwana uyu ane musikanzwa, akajaidzwa.

Mamwe mazwi anotodzana

  • Kurovedzwa (to train, cause to get accustomed to) zvichireva kudzidziswa kana kujaidzwa.
  • Kurovera, kudowedza kana kurovedza (to be or get accustomed to; used to).
  • Kurovedzana (to accustom to each other).
  • Kurovedzera (to cause to be accustomed to).
  • Kuzivira kana kujaira.

Mazwi eBantu

  • VaTonga vanoti kuzibila (to be accustomed) kureva kuzivira. Venda inoti ndowera (get used to me)
  • Zigula inoti kuzowera (be accustomed to). VaZigula vanoti kuzowerwa (be renowned; be well known).
  • Lunyoro inoti -manyire kana manyira (to be used to). VaShambala vanoti mazowera (n. habits).
  • Lozi inoti tapa (v.i. to become tame, easy to manage; to be trained).
  • Kimbundu inoti kujirila (v. tend, get used to). Mamwe mazwi: kujirisa (v. get used to, spend, end up, consume).
  • VaBemba inoti belela (v. acclimatize) kureva kudowera.

Wikiwand in your browser!

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.

Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.