Jojiya

From Wikipedia, the free encyclopedia

Jojiya

Jojya (nge. Georgia; Chijojya: საქართველო, Sakartvelo) kana Jojiya, inyika iri kumasanganzira eMabvirazuva e Yuropu ne Madokeri e Ezhiya. Chikamu cheKaukasi ye Chamhembe, yakabhaundwa ne Bhahari Tema kumadokero, Rhashiya kumaodzanyemba uye mabvazuva, Turuki kuchamhembechemadokero, Arumeniya kuchamhembe, uye Azeribhaijani kuchamhembechemabvazuva. Inyika inofukidza ruwa runotora 69,700 skweya makiromita (26,900 sk mi), uye inehuwandu hwe vanhu hwunosvika 3.7 miryoni. Gutaguru uye gura rihombe rayo i Tbilisi, kumba kwe vutatu hwe huwandu hwe Vajojiya.

GeorgiaსაქართველოSakartvelo
Thumb Thumb
Rwiyo: თავისუფლება, "Dzala Ertobashia/Strength is in Unity"
Thumb

Mtungamiriwenyika wayo ndi: VaSalome Zurabishvili.












Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi

Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.