From Wikipedia, the free encyclopedia
Hweva (Chirungu: Venus; chikwangwani: ) kana Hwevera izita rechindeya yechipiri kubva kuzuva. Zita raHweva muChirungu rakatumidzirwa kuteera mwarikadzi weRoma werudo nerunako. Sechinhu chakajeka kwazvo chechisikigo mudenga repasi usiku, mushure memwedzi, Hweva inogona kukanda mimvuri uye inogona, pazviitiko zvisingawanzo, kuoneka kune rakashama ziso masikati machena.[1][2] Hweva riri pedyo neRinopasi kudarika zvimwe zvindeya.
Hweva kana hwevera anemazita mazhinji.
Zvinotendwa kuti zita rayo rakatumidzwa nekuti muchinyakare vanhu vaiti Hweva anokweva zuva.
Ese aya mazita aitumidzwa kuna Hweva paaionekwa kumakuseni se - morning star. Asi nhasi zvinowanzonzi vanhu vekudhara vaigona kupesanisa zvindeya, senge Nyamatsatsi (mercury ikozvino) na iye Hweva,
Mazita aitumidzwa kuna Hweva paaionekwa kumadekwana - evening star.
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.