Hurwere kana denda (sickness, illness, disease) kurevaa kusanzwa muviri uchishanda mushe semugaro wemunhu mutano.

  • Murwere - kureva wacho ane chirwere kana ari kudzimbikana.
  • Chirwere, ugwadzi kana chidzimbo (n. Disease).
  • Mudovodzanwa kana dovodzano (Syndrome) zvichireva hutachiona nehurwere huzhinji huri kubata munhu panguva imwechete. Syn ichireva together; drome ichireva running.
  • Kundowa, kundova kana kupenya (to be better) kuva nani mushure mekurwara. Kune zita remhuri rinonzi Nyandowe. Ndaakundova: I am better.
  • Kuhobodza kana kuonza (Make thin or emaciated). Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rinonzi Chihoboya?
  • Kugwarabvura (Lacerate with claws).
  • Kupomera, kuzodzwa hutachiona kana chirwere (infect).
  • Mudenda (invalid) apa kureva murwere.
  • Chiparadenda kana chibaradenda (pathogen) - apa kureva chacho chinokonzera chirwere chingava bhakitiriya kana vhairasi.
  • Kurapa (to administer medicine and so to heal, or to cure) zvinoreva mabasa anobatwa nechinangwa chokuporesa varwere anosanganisira kupa mushonga, kuwongorora muviri wemurwere, uye kukurudzira varwere kuzvipingura pane zvimwe zvinhu.
  • Kudzaita (be in pain or distress as a result of long illness). Kudzaita kwaanoita kunonzwisa tsitsi: his distress is piteous.
  • Kusinira (begin to put on flesh) zvichireva kutanga kuita muviri semunhu anga apera nehurwere.
  • Kufundira kana kusandauka (begin to put on flesh; put on weight after sickness).
  • Kupona (to be alive; to get better after sickness).
  • Kuponesa (to save from death).
  • Gwangwandiza kana magwangwandiza (Emaciated person or animal). Vamwe vanoti rutanjatanja. Vamwe vanoti gwakwatikwa kana magwakwatikwa.
  • Ndapo (cure; treatment).

Izwi rokuti sengende riri kushandisa pachinyorwa chino kureva chinonzi pathogen vector kuEnglish - apa kureva tupuka tunotakura hutachiona kana chirwere kubva pamunhu kuenda pane mumwe. Kazhinji tupuka tunotakura zvirwere tunenge turi tunoruma twakadai sehumhutu kana tsetse.

Mhando dzehurwere

  • Chigwadara (Sudden, fatal illness affecting many people. 2. Anthrax).
  • Chisomo (the core of a boil) kureva chichena chinonekwa kana mota raibva.
  • -dapatapa (Be weak from sickness). Muviri unondidapatapa: my body makes me:fÏl weak. Muviri unodapatapa: the body is very weak. Akadapatapwa nomuviri: he was much weakened by his sickness.
  • Dandara (mentally retarded person).
  • Mutenda kana nhenda (sick person) kureva murwere. Asi nhenda rinoreva hurwere zvakare - sickness.
  • Matenda kana nhenda (all kinds of diseases). Jesu Kristu wakatakura matenda edu.
  • Uronzadenda kana uronzanhenda (Pathology).
  • Uronzamuviri-nhenda (Pathophysiology).
  • Mukondombera
  • Kukondekana kana kubadarika (Be in great pain).
  • Kunenga kana kusvotwa (to be nauseated; to feel sick). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Matinenga??
  • Kukomberwa (Infect seriously). Murume wenyu akakomberwa nechirwere: your husband is seriously infected by the sickness.
  • -gombera (to make weak). Apa panogona kubva zita rokuti Gombera.
  • Kupepa (to nurse, feed-up the sick) apa kureva kukota murwere uchiedza kuti adye chikafu.
  • Bumburu (Person or animal recovering from sickness). Irikidzai ava bumburu: Irikidzai is well again.
  • Gwevandiro kana nhanhi (Long wasting sickness).
  • Maberavera
  • Mhembwana (wasting disease) kureva chirwere chinopedza muviri kana kuwondesa muviri.
  • Ndonda (1. An invalid, 2. One with wounds and sores) izwi iri rinoreva murwere zvikurusei uwo ane marondo. Izwi iri rinotodzana nerinoti ronda.
  • Ngwere (malignant disease).
  • Rusukira (epidemic) kureva hutachiona hunopomera zvikuru???

Kurerutsa Mutauro

  • Ukasevenza uchirwara unodinhidza chirwere chako: if you work when you are ill you make your sickness worse.
  • Kunyangova akadya zvake machikichori akanyanyodii haambobumbunuki: let him eat food of the greatest delicacy, still he will never get fat.
  • Kusengudza (carry an invalid).
  • Dandabvu kana dandadzi (convalescent person)??
  • Dandabvu kana madandabvu, (Person seriously ill as the result of an accident e.g. lightning).
  • Kutara (to visit, seek, look for).
  • Kutapura (to be infected, to catch a sickness) apa zvichireva kutapukirwa nechirwere.

Mitauro yeAfrika

  • Kinyarwanda inoti ubuzima (health) kureva hutano. Mamwe mazwi: -zima (healthy) vachireva mutano. Kızıma, muzima etc.
  • Lunyoro inoti orufu (sickness) kureva hurwere. Bemba inoti bulwele (disease) kureva chirwere.
  • Kinande inoti kulumwa (to be hurt, sick) kureva kurwara. Nyaneka inoti ouvera (n. disease, sickness) kureva chirwere.
  • Zulu inoti isifo (Disease, sickness; weakness, a failing) kureva chirwere. Umbundu inoti uveli (n. disease) kureva chirwere.
  • Nyanja inoti kutenda (to be ill, sick) kureva kurwara. VaMaconde vanoti shilwele (n. disease) kureva chirwere.
  • Shambala vanoti mtamu (n. disease, sick). Kagulu vanoti nhamu kana matamu (n. diseases) kureva zvirwere.
  • Kikuyu vanoti kuruara (v. to fall sick; indisposed - be unwell; to be poorly) kureva kurwara.
  • Sangho vanoti kobela (n. sickness; disease) kureva chirwere. MaZulu beba (Spread (as fire, epidemic, swing out as curtains in wind).

Wikiwand in your browser!

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.

Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.