• Barara (ideophone of spreading widely e.g. in open plain; extending over a wide area).
  • Bararira (scattering) Could this also mean generalizing?
  • Barambara kana bararamhanya (Sudden scattering).

Kurerutsa Mutauro

Mazwi ari pasi aya anyorwa mukuzama kuwumba mutauro.

Mushonga mbarikwa kana mushonga muparikwa (Generic Drugs or Medicines)???? Mushonga uyu imbarikwa: this is a generic drug. Mazwi aya haako kuChishona semashandisirwo ari pano - uku kuzama kuumba mutauro chete.

  • Musangano webarara revashandi: Meeting of general labourers.???

Mamwe Mazwi

  • Cherechedza kuumbwa kwakaitwa mazwi aya: chaparira uye charumbira.
  • Cherechedzazve kuumbwa kwakaitwa mazwi aya: chaunga, chamumbwa uye chagonda.
  • Charumbira (that which has run to) apa kureva icho chamhanyira kunzvimbo yarehwa kana kwauri.
  • Ko izwi rokuti chaparira rinopinda papi? (Could it be, that which is established?) apa kureva chinhu chakadzika midzi yacho panzvimbo pachanga kubva pakutanga.

Mitauro yeBantu

  • VaLenje vanoti mupali (second additional wife).

Wikiwand in your browser!

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.

Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.