Zvidzitameso
From Wikipedia, the free encyclopedia
Izwi rokuti zvidzitameso riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi blinkers kuEnglish - apa kureva chipfeko chinovhara kuona kwemaziso ebhiza kuti risaona zviri shure, as richikwanisa kuona zviri mberi kuri kuendwa. Mabhiza emujawo anopfekedzwa zvidzitameso nechinangwa chokuti asavhundutswa nemhomho yevanhu vanouya kuzoona mujawo, uye kuti bhiza rikwanise kunangana nezvekumhanya mujawo chete.