From Wikipedia, the free encyclopedia
Tarisai futi mapeji e: Vambire, Vakaranga uye Vashona
Vahungwe kana Wahungwe waive vanhu vedzinza rerakabva kuChamhembechekupakati cheAfurika vakauya kunokagara muZimbabwe. Vahungwe chikamu chedzinza reVakaranga saka vari pasi pesomborero reVashona.
Hungwe idzinza huru muZimbabwe rinodanwa ne mazita akawanda, vamwe vanowati Chasura, Maoko Mavi, Varidzi WoNyika, Vaera Denga uye vamwe vanowati Nyoni. Vachirivamwe, vanhu vedzinza reHungwe.
Nemato inotendwa kuti yakabva kuZambia yakadzika, munzvimbo yeku chamhembe chenzvimbo ye dhidhizha inozivikwa izvozvi seZambezi.[sitesheni inodiwa]
Nemato aive baba weVasakunara ne Vachasura, saka dzinza reHungwe rakakura kubva ku Vasakunara ne Vachasura. MaHungwe pabhurika irusinga raka dhiskavhwa utandarika hwe Zimbabwe uye vakabvumwa kunzi ndivo vatauri veChibhantu vakatanga kugara muivhu re Zimbabwe uye taridziko yavo yateera mushure meVasani ne Vakhoi.[sitesheni inodiwa]
Zvinozivikwa kuti zuti rekuti Shona harizi reChibandu uye kuti rakapihwa na Clement Doke mukuteedza tete wake wainzi Shona. Mutauro ne neVanhu vaiitaura vainzi wo "Shona, Swina, Chino, Karanga" - asi mazit aya aive ekutuka.[1]
Zvinotendwa ne nyanzvi kana vadzidzi we nhoroondo kuti Vashona vekutanga vakauya kunogara mu Zimbabwe vaidanwa nezita rimwechete, pasi pesomborero yekuti "VaHungwe". Vakazoteera vachigwisana, kugarisana uye kutongana ne vaHungwe vanonzi wo "Vambire".
Zvinonzi wo Vambire ndivo vasiki veUmambo weMutapa ne Umambo weRozvi wakazo paradzwa ne masinga akasiyana echiNguni wakafamba munzvimbo yaive neRhodhizha munguva ye hondo dze Mfecane.
Masinga eVanguni ava vaive Mandebele anogara muchamhembechemaadokero eZimbabwe, uye rusinga rwe Vashangane muchamhembechemabvazuva eZimbabwe. Zvinotuarwa kuti Vahungwe vakagara muZimbabwe makore mazanazana akawanda Vambire vasati vauya.
Hama dzemusinga weVahungwe nhasi vanowanikwa munzvimbo dzinosanganisa:
Mukupfuura mafuringa (fringes) eZimbabwe, hama dze Vahungwe vanobvumwa kuwanikwa pakati be Vavhenda muAfurika Chamhembe, Vakalanga mu Bhotswana, Vatonga muZambia, uye Vandau muManyika ne Vashangani muMozambiki.[sitesheni inodiwa]
George Landow, a Professor of English and Art History at Brown University in the U.S highlighted a refusal by Europeans and their companions to grasp the way that the Great Zimbabwe was worked by the Karanga as a rule, and the Hungwe specifically.
Hungwe raive zita re mutupo uye chimiriro chaishandiswa semu
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.