From Wikipedia, the free encyclopedia
Tema (kureva black) kana dema, nhema ndiwo ruvara unowanikwa paye pasina chiedza chakazara kana kukwana nyangwe chinoonekwa[1]. Asi mavara matema akati siyanei neruvara nhema nekuti anechiedza chinoonekwa, asi chiedza chirimbijana.
zita reruvara rutema rine mazita akasiyana uye rinotsanangurwa zvakasiyana.
Asa zvakanaka kuzivisana kuti mashoko aya anoshandiswa kutsanangura mavara ese akasvibira zvichireva zerere (kunyanya yakasvibira, ungu (yakasvibira) uye hute kana tsvuku yakasvibira)
Iro shoko rekuti nhema rine runhetembo (poetic), rinoreva futi kuti manyepo (lies) rinoshandiswa se zvakadai:
Zvakaipa nezveshoko iri ndezvekuti rinozivikanwa seruvara rwakaipa, runosanganiswa nerufu, munyama uye kunyepa - asi ndiro ruvara rweganda rwevanhu vatema futi. Mukudzidza muruambanzanga (siciology) chidzidzo chemagariro evanhu munovana kuti mazivirwo anoita ruvara rutema runobatanidzwa nevanhu vane ganda racho. Zvichioneka muhunhu hwakaita se rusaruramuvara (coloursim).
Ruvara/bvute | Enzano | Khodhi | Chingezi | vambo rezita |
---|---|---|---|---|
Ntema | #000100 | vantablack; blackest black | ||
Tematema | #0A0A0A | Jet black | ||
Tema | #000000 | Black | ||
onishi | #030104 | onyx black | muchitsonga x ndi sh; shona hayina x. | |
rdzvipu | #020403 | obsidian black | ||
vunzvi | #483C41 | Pitch black | ||
dema | #555D50 | ebony black | ||
rasha | #28231D | charcoal black |
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.