Mbiru
From Wikipedia, the free encyclopedia
Mbiru (Pillars, columns of building) zvinoreva matanda makobvu anotsigira denga remba kana nhano dzepamusoro pachivakwa chemudurikidzanwa. Mbiru dzingava dzakagadzirwa nezvidhinha, concrete, simbi kana matanda emuti. Chakakosha kuti mbiru ive yakasimba zvokugona kutakura mutoro wakagara pamusoro payo. Vamwe vatauri vanoshandisa izwi rokuti shongwe kutaura mbiru
Chivakwa chiri panhandare yendege Harare Aiport chine mbiru dzine kuumbwa kwemhanda kumusoro kwadzo.
Bango rine mhanda rakamira rinoshandiswa sembiru kutsigira chivakwa rinonzi bindu.p
- Shongwe (a tower, high pillar or rock). Mazwi ekuti mushonga, kushongedza anodaro achibva padzitsi rimwero nokuti shongwe.