Rukorodzi
From Wikipedia, the free encyclopedia
Mamwe mazwi anotaura muronga unoyerera mvura ndeaya:
- Rukorodzi kana chikorodzi (small stream),
- Rukova (brook),
- Rukoto (small stream, tributary?)
- Mukomba.
Mamwe mazwi anotaura muronga unoyerera mvura ndeaya: