![cover image](https://wikiwandv2-19431.kxcdn.com/_next/image?url=https://upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/6/69/Vep%25C5%2599ov%25C3%25A9_a_kan%25C4%258D%25C3%25AD_maso.jpg/640px-Vep%25C5%2599ov%25C3%25A9_a_kan%25C4%258D%25C3%25AD_maso.jpg&w=640&q=50)
Nyama
From Wikipedia, the free encyclopedia
Nyama (kureva meat muChingezi) zvinoreva nhengo dzemhuka dzinokwanisa kudyiwa.[1] Pakutaura kwamazuva ose nyama inosanganisira mapfupa, mapfupa acho akabatira panyama. Zvakare pakutaura kwamazuva ose, chinhu chese chakanaka chinopedziswa nekunzi “nyama” kana kuti “manyama” muuzhinji sekuti “Bhuruwayo ine nyama yevana ndatunda zvangu” kana kuti “Ndaifunga kuti Onana haagone kubata mapena asi ndakazozviona kuti aikaka, koo zvaatori makipa manyama anobata mabhora akawanda kudarika mahure ekuma Avenues”. Kune nyama dzkasiyanasiyana dzemhuka dzinopfuyiwa uye dzemhuka dzemusango.kune nyama zve inoreva muriwo unosevewa nevanhu vakuru muchishona chizere rinova bonde pamutikitivha kana kuti maporno ayo anowanzoonekwa nevakomana vachi rova nyama yavo
![Thumb image](http://upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/6/69/Vep%C5%99ov%C3%A9_a_kan%C4%8D%C3%AD_maso.jpg/640px-Vep%C5%99ov%C3%A9_a_kan%C4%8D%C3%AD_maso.jpg)
MuZimbabwe nyama inonyanya kudyiwa inosanganisira: yemombe; yehuku; yembudzi ne yenguruve. nyama yemusango inodyiwawo asi kazhinji hayiwanikwe kumabhucha.
- Kudzinduka (Be resistant to cutting) kana kudzunduka zvinotaurwa panyama inonetsa kucheka nenhau yekuwomarara.
- Nhindi (a portion of flesh; a joint of meat; thick steak without bones).
- Nhetepo (leaness).
- Munyepfu (Lean part of meat, not fat).
- Murandu (share of meat).
- Gwazvo kana makwazvo (Tough meat in its raw state; e.g. parts of trek ox).
- Chiunwa Toughness (quality of things that require long cooking).
- Kusasika (place by the side of the fire or well above the fire) apa kureva kuisa ingava nyama pedyo nemoto kana pamutariro uri pamusoro pemoto.
- Kuchachura (dish some food or eat from a pot while cooking).
Tsumo - "Kuramba nyama yechidembo hunge uine yetsuro".