MukakaFrom Wikipedia, the free encyclopedia Mukaka (milk in English) inowanikwa pamhuka dziri pamupanda wedzinoyamwisa. Mukaka unodyiwa nevanhu unokamwa pamombe kana pambudzi. Mombe inokamiwa mukaka panguva yokunge iine mhuru. Jinya kana majinya (Piece of a curd) kureva horakora remukaka.
Mukaka (milk in English) inowanikwa pamhuka dziri pamupanda wedzinoyamwisa. Mukaka unodyiwa nevanhu unokamwa pamombe kana pambudzi. Mombe inokamiwa mukaka panguva yokunge iine mhuru. Jinya kana majinya (Piece of a curd) kureva horakora remukaka.