Moritani
From Wikipedia, the free encyclopedia
From Wikipedia, the free encyclopedia
Moritani (kureva Mauritania, Ara: موريتانيا, Mūrītānyā, Fur: Mauritanie; Bher: Agawej or Cengit; Chipulaa: 𞤃𞤮𞤪𞤭𞤼𞤢𞤲𞤭 Moritani; Chiworofu: Gànnaar), pachihofisi inonzi Rudhende rwe Ruyisalama rwe Moritani (Ara: الجمهورية الإسلامية الموريتانية), inyika uye muvuso we uamire wakagadzikwa kuMaodzanyembaemadokero e Afurika. Yakaganhurwa ne Gungwa re Atlandiki, Sahara Madokero kumaodzanyemba ne kumaodzanyembaemabvazuva, Arujeriya kumaodzanyembaemabvazuva, Maari kumabvazuva ne kuchamhembekwemabvazuva, uye Senegari kuchamhembekwemadokero. Moritani ndiyo nyika ye chiguminerimwe pakukura muAfurika, uye huwandu 90 we teritori yayo wakagadzikwa muSahara. Huwandu hwe vagari vayo hunosvika 4.4 miriyoni vanogara muchikamu chiri temperate kuchichamhembe kwe nyika yachona, ine mufunge motsi-chitatu (1/3rd) yehuwandu hwevanhu hwakanyanyo zara kugutaguru rayo, Nouakchott, yakagadzikwa kugombe re Ruatlandi.
| |||
National motto: Honneur, Fraternité, Justice | |||
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.