MatyakaFrom Wikipedia, the free encyclopedia Matyaka, dombwe, manhombwe kana madombwe (First beestings; colostrum) zvinoreva mukaka unotanga kubuda kana mwana azvarwa une ruvara rwakaita yellow. Matyaka ari kuruboshwe akasvinwa pazuva rechina (4).Mukaka wakasvinwa pazuva rechinomwe.
Matyaka, dombwe, manhombwe kana madombwe (First beestings; colostrum) zvinoreva mukaka unotanga kubuda kana mwana azvarwa une ruvara rwakaita yellow. Matyaka ari kuruboshwe akasvinwa pazuva rechina (4).Mukaka wakasvinwa pazuva rechinomwe.