Matagadzikwa
From Wikipedia, the free encyclopedia
Matagadzikwa[1][2] (Chimadhagasi: Madagasikara) kana Madhagaska pachihosifi inonzi Rudhende rwe Madhagaska (Madh: Repoblikan'i Madagasikara, Fur: République de Madagascar), chitsuwa chenyika chekuMabvazuva e Afurika chakagadzikwa muGungwa re India.
Imwe horokodzwa Rudhende rwe Matagadzikwa, Mitauro ye chihofisi ...
| ||||||
| ||||||
| ||||||
National motto: Tanindrazana, Fahafahana, Fandrosoana | ||||||
Vhura
Vanhu vekuMatagadzikwa vanonzi Vamadhagasi uye munhu mumwecheta anonzi Mumadhagasi/Mmadhagasi.