![cover image](https://wikiwandv2-19431.kxcdn.com/_next/image?url=https://upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/1/12/Ms._magazine_Cover_-_Summer_2014.jpg/640px-Ms._magazine_Cover_-_Summer_2014.jpg&w=640&q=50)
Magazini
From Wikipedia, the free encyclopedia
Magazini (ku Chingezi: magazine) kana imhando re nwadhi (bhuku) rinoverengwa ne vanhu. Mamagazini haana kufanana nemanwadhi enguva dzose, nekuti yekuti vhezheni itsva yemagazini inodhindwa kakawanda gore rega rega. Magazini imhando ye rupoterera .
![Thumb image](http://upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/1/12/Ms._magazine_Cover_-_Summer_2014.jpg/640px-Ms._magazine_Cover_-_Summer_2014.jpg)
Dzinodaidzwa kunzi maupoterera (periodicals) nekuti shanduro dzinoburitswa pa rudido yakagadziswa (fixed frequency). Magazini anodhindwa pabepa. Vanhu kazhinji vanofanira nokunyora magwaro kwavari. Muenzaniso magazini iri Time. Kune magazini pamusoro pezvinhu zvakawanda.
Magazini akafanana nemapepanhau, asi kazhinji nguva iri pakati peshanduro nyowani yakareba. Imwe neimwe inoda mari yakawanda, uye mazhinji ane mavara pane peji rega rega. Zvakare, dzimwe nguva magazini anouya nezvipo zvidiki kupa mubairo kune vaverengi vanozvitenga.