Bhuku (Chirungu: book) kana Nwadhi[1] uye N'wadhi[1] chinyorwa chakabatanidzwa mapepa kuva bumbiro rimwe ringava nenyaya imwe kana nyaya dzakawanda.
Nwadhi (rinoreva kuti book muChirungu; letter (tsamba); piece of paper (bepa))
Bhuku rinonyanya kudhindiswa Pasirose ndiro bhaibheri.