Shoko rokuti fukusirwa (fossil) riri kushandiswa pano kuturikira mutumbi wechiro chakafa chikafushirwa mungava muvhu kana mumvura panzvimbo yakararama chimiro chacho chisina kupfudzika zvakanyanya kana chichiri kukwanisa kuonekwa kuti chaimbovei.

Thumb
Petrified wood. The internal structure of the tree and bark are maintained in the permineralization process.


Kupiwa kwezita


Shoko reEnglish rokuti fossil rinobva kuFrench yakare richireva what is dug up, pakududzira toti chakafukurwa. Mururimi rweChiShona, kufukusira zvinoreva to scrape a hollow, to burrow apa kutaura kupara pas uchichera mango kana mwena - izvi zvonongedza macherero anoita vanhu vaona nzvimbo ine mafukusirwa, vanochera vachinyenyeredza vachiita chinyai kuri kuvavarira kuchengetedza mafukusirwa asina kumeduka.

  • Museum dzinoedza kushandisa mafukusira emagekenya, mapfupa kuratidza mhuka dzakararama kare nenguva yadzakararama.
  • Nyanzvi dzeuronzamabwe dzinoti, marasha ekuHwange nemamwe marasha Pasirose imhando yemafukusirwa emiti yakawa ikafushirwa nevhu, ichibva yamandana kuumba iwo marasha. Vanotizve mafutarubwe imhando yemafukusirwa akashandurwa nepuresha uye kupisa kwemabwe ari pasi pevhu.

Wikiwand in your browser!

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.

Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.