Kupura
From Wikipedia, the free encyclopedia
Kupura (Threshing in English) inzira inoshandiswa kupatsanura tsanga dzezvirimwa kubva kumuguri, kana kubva kumwonzora wacho unotakura tsanga. Kupura idanho rinoitwa kana zvirimwa zvakohwehwa mushure mokunge zvaoama, uye danho iri rinotangira kuwurutsa mbeu.
Mashangura (Gleanings from threshing) kana matsangura; tsangwa zvinoreva chibage chekusunza panzvimbo inopurirwa.