Kim Nam-joon
From Wikipedia, the free encyclopedia
Kim Nam-joon (Chikoriya: 김남준 akazvarwa: 12 Gunyana 1994)[1] anozivikanwa zviri nani nezita rake resteji RM (aimbova Rap Monster), muyimbi weChamhembe cheKoriya, munyori wenziyo uye mugadziri werekodhi. Iye ndiye mutungamiri weboka reBTS. Muna 2015, akaburitsa miksitepi yake rekutanga inonzi RM. Muna Gumiguru 2018, akaburitsa miksitepi yake yechipiri inonzi Mono, yaive yepamusorosoro-kutsikisa dambarefu nemuyimbi wekuKoriya pane iyo Billboard 200 chati, ave pamusoro pe26. Akanyora nevanyori vakaita saWale, Younha, Warren G, Gaeko, Krizz Kaliko, MFBTY, Fall Out Boy, Primary, uye Lil Nas X.
Imwe horokodzwa Zita rake:, Akazvarwa: ...
Mfananidzo waRM wakatorwa naDhisipechi muRasi Vhegasi, Chivabvu 2019 | |
Zita rake: | Kim Nam-joon |
---|---|
Akazvarwa: | Gunyana 12, 1994 (zera 26) Dongjak-gu, Sou, Chamhembe cheKoriya |
Basa: | MuRhepa - Munyori wenziyo - Purojusa weRhekodhi |
Makore achishanda: | 2010–ku ikozvino |
Mikombe: | Hwagwan Order of Cultural Merit (2018) |
Kareya yeMhanzi | |
Jonera: | K-POP - Hip Hop - R&B |
Chiridzwa: | Izwi |
Rebeu: | Big Hit |
Wadzano: | BTS |
Zita reChikoriya | |
Hangwu: | 김남준 |
Hanja: | 金南俊 |
Chiroma: | Gim Nam-jun |
McCune–Reischauer: | Kim Namchun |
Vhura