Fukusirwa
From Wikipedia, the free encyclopedia
Shoko rokuti fukusirwa (fossil) riri kushandiswa pano kuturikira mutumbi wechiro chakafa chikafushirwa mungava muvhu kana mumvura panzvimbo yakararama chimiro chacho chisina kupfudzika zvakanyanya kana chichiri kukwanisa kuonekwa kuti chaimbovei.