From Wikipedia, the free encyclopedia
Estonia (Chiestoni: Eesti; Eesti Vabariik ) kana Estoniya, inyika iri muYuropu, kana sepachihofisi Rudhende rwe Estonia, inyika irikudhuze nepaBhahari re Rubharuti kuMaodzeranyemba e Yuropu. Yakaganhurwa ne Guhwi re Vufini parakatandanika kubva kuVufini, kumadokero rakaganhurwa ne bhahari parakatandanika ne Suwidhe, kuchamhembe ne Rativhiya, uye kumabvazuva ne Nyanza Peipusi ne Rhashiya.
| |||
Rwiyo: Mu isamaa, mu õnn ja rõõm, "My Fatherland, My Happiness and Joy" | |||
Teritori ye Estonia inosanganisa gurunyika, ne zvitsuwa zvikuru zve Saaremaa ne Hiiumaa, uye zvituswa zvimwe zvinosvika nokudarika 2,200 uye nema-isleti kummabvirazuva e hombekombe re Bhahari re Rubharuti, rinofukidzwa huwandu hwe ruwa rinoti 45,339 skweya makiromita (17,505 sk mi).
Gutaguru rayo iTallinn, ne Tartu, maguta aya ndiwo ane maruwa eebheni makuru munyika yose. Chiestoni ndicho chinotaura se mutauro we pachihofisi uye wakazvarwapo munzvimbo iyoyo, uye ndiwo mutauro wechipiri we Rufini.
Nyika iyi ine miganhu neRhashiya, Rativhiya, ne Vufini.
Yuropu | ||||
Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi |
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.