Chiwumbiko
From Wikipedia, the free encyclopedia
Muchidzidzo chePimanyika, chiwumbiko kana shepi (Shape; figure) chinoonekwa muganhu wacho, chine mupimo unodudza kukura kwachakaita. Chiumbwa inogona kunge ine nzenda imwe, nzenda mbiri kana nzenda nhatu. Nokumwe kutaura tinagti chiumbiko - structure.
Muchidzidzo chePimanyika, chiumbwa dzinosanganisira: mutsetse, munyonya, mutsendo iyo inokwanisa kushandiswa kutsanangudza dzimwe mhando dzechiumbwa dzisiri nyore kutsangudza. Zvuimbwa zvinotaurwa zvanyanya zvinowanikwa muchinyorwa Pimanyika.