ChiTonga
From Wikipedia, the free encyclopedia
Chitonga (kana Tonga) mutauro unowanikwa munyika yeZambia neZimbabwe mudunhu rakagomba Rwizi Zambezi zvichibva paVictoria Falls kunosvika kuBatoka.
- Malawi Tonga mumwe mutauro wakazvimirira, wakasiyana neTonga yekuZimbabwe neZambia.