Kanadha (kureva Canada) inyika iri muziwumbe reAmerika Maodzanyemba iri kuMaodzanyemba kweMubatanidzwa we Mavuso e Amerika; nyika nmbiri idzi dzine muganhu pamuyeramwaka +49o.

Canada
Thumb Thumb
National motto: From Sea to Sea
Thumb

Kanadha imwe yenyika dzakatapwa ne Bhuritani dzine hugari hwevarungu hwawanda kudarika varidzi venyika vakawanikwa munyika iyi. Imwe yenyika dzine hugari hwamira saizvozvi ndiyo Ostireriya. Varidzi venyika vakawanikwa vari muKanadha neOstireriya vanodanwa kunzi maAboriginals; zvisingarevi kuti marudzi aya munyika mbiri idzi ane ukama asi kuti ndivo zvidzazvepo.

Kare varidzi venyika vaidanwa kunzi Vaindo Vatsvuku muKanadha asi pari zvino vanodanwa kunzi Aboriginals kana kuti First Nations.

Prime Minister Justin Trudeau

Amerika Maodzanyemba

Andigwa ne Bharibhudha · Bharibhadhosi · Bhelize · Dhominika · Eri Savhadho · Girenadha · Gwatemala · Haiti · Hondurasi · Jamaika · Kanadha · Kosta Rika · Kyubha · Mabhahama · Mehiko · Musande Kitsi ne Nevhisi · Musande Rukia · Musande Vhinzone na Girenadhinezi · Nikaragwa · Panama · Rudhende rwe Dhominika · Trinidhadha ne Tobhago · Mubatanidzwa weMavusi

Nyika

Angwila · Arubha · Bherumudha · Bhonayi · Zvitsuwa zve Bhuritani Virigo · Zvitsuwa zva Kayimani · Kyurakao · Girinilandi · Ghaudhelupu · Matinike · Mondiserati · Chitsuwa Navhasa · Pweto Riko · Musande Bhatelemi · Musande Maritini · Musande Petro ne Mikeroni · Saba · Sinthi Ustashisi · Zvitsuwa zve Maturuki ne Kaikosi · United States Virgin Islands

Zvisi ne Materitori ekunze


North America
United States of America | Canada | Mexico

Wikiwand in your browser!

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.

Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.