From Wikipedia, the free encyclopedia
Ostireriya (kureva Australia) kana Awustireriya, kana sepachihofisi Upfumiunjee we Ostireriya ndiro ziwumbe uye nyika iri kwakadziva kuchamhembe kweEzhiya. Nyika iyi yakatapwa nevarungu vanova ndivo vari kutonga Ostireriya pari zvino, venevenyika uye vatangakugaramo vanonzi Vaaborijini ne Vatoresi Stireti Ayilenda.
Nyika iyi inozivikanwa nemutambo we cricket, mhuka inonzi kangaroo uye ndiyo imwe yematunhu anowanikwa garwe.
Pakayambuka mhuri dzevanhu veZimbabwe dzichienda Pasirose, Ostireriya ndiyo yedzimwe nyika dzaienda vanhu vemuZimbabwe. Kune chifungidziro chokuti vanhu veZimbabwe vanodarika zviruru makumi maviri (20,000) vanogara kuOstireriya.
Ostireriya yakagachirawo vapoteri vaitiza hondo yeku Sudhani vazhinji vavo vanhu vatema.
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.