![cover image](https://wikiwandv2-19431.kxcdn.com/_next/image?url=https://upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/a/a2/Red_Sea_topographic_map-ar.png/640px-Red_Sea_topographic_map-ar.png&w=640&q=50)
Bhahari Dzvuku
From Wikipedia, the free encyclopedia
Bhahari Dzvuku (kureva Red Sea; Ara: البحر الأحمر - بحر القلزم, Nhasi: al-Baḥr al-ʾAḥmar, Kare: Baḥr al-Qulzum; Heb: יַם-סוּף, yam sūf kana הַיָּם הָאָדְוֹם, hayyām hāʾāḏōm; Kop: ⲫⲓⲟⲙ ⲛ̀ϩⲁϩ Phiom Enhah kana ⲫⲓⲟⲙ ⲛ̀ϣⲁⲣⲓ Phiom ǹšari; Tig: ቀይሕ ባሕሪ Qeyih Bahri; Som: Badda Cas) kana Bhahari Tsvuku, ipindiso reGungwa re India, rakarara pakati peAfurika ne Ezhiya. Mubatanidzo waro negungwa uri kuchamhembe, nekuda kwe Rumaniko rwe Bhabhi Eri Mandebhi[C 1] uye nekuda kwe Guhwi re Adheni. Kumaodzanyemba kune Mugimbakirwa we Sinai, Guhwi re Akava, ne Guhwi re Swezi (richitungamidza kuKanari re Swezi). Chigadzwakutsi[C 2] che Rhifuti re Bhahari Dzvuku, iro riri chikamu cheRhifuti re Mupata Mukuru.
![Thumb image](http://upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/a/a2/Red_Sea_topographic_map-ar.png/640px-Red_Sea_topographic_map-ar.png)