Kuperekera magetsi
From Wikipedia, the free encyclopedia
Muchidzidzo fundoyetsimba shoko rokuti kuperekera magetsi (conduct in English) rinoreva kutakura magetsi kubva pane nzvimbo kuenda pane imwe. Simbi dzinopereka magetsi kubva panzvimbo A kuenda pana B. Apa kupereka kutaura kuti magetsi ndiwo achafamba, iyo simbi pachayo inokwanisa kusafamba asi ichifambisa magetsi. Iri shoko rokuti kupereka richafanobata kusvika pawanikwa rimwe riri nani. Simbi inopereka magetsi inogwinha nokuda kwemagetsi ayakatakura. Copper ndiyo simbi inoshandiswa kunyanya pakuperekesa magetsi nokuti inotakura zvakanaka pane dzimwe simbi, isingarase simba remagetsi.