Lenje mutauro unowanikwa kuZambia uri muboka remitauro yeBantu.
- Lenje inoti mushi (village); VaShona vanoti musha.
- Lenje inoti kulema (be heavy); VaShona vanoti kurema.
- Lenje inoti kujalula (to open); VaShona vanoti kuzarura.
- Lenje inoti lulama (be straight); VaShona vanoti rurama.
- Lenje inoti ng'ombe (ox); VaShona vanoti mombe kana n'ombe.
- Lenje inoti anika (expose to sun and air so as to dry) vachireva kuyanika.
- Lenje inoti chela (pluck or gather flowers, fruit etc); VaShona vanoti chera.
- Chibwe (A big rock) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
- Chifumo (early morning) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
- Chikuni (stick of firewood) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
- Lenje inoti chiloto (dream); VaShona vanoti chiroto.
- Lenje inoti chilonda (sore, ulcer, wound); VaShona vanoti chironda.
- Lenje inoti lupande kana chipande (piece, bit, part of anything); VaShona vanoti rupande kana chipande.
- Lenje inoti fumbatila (close fist, grasp); VaShona vanoti pfumbatira.
- Fuwa (be raw, unripe, not cooked enough) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
- Nungu (Porcupine) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
- Iba (steal) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
- Imba (sing) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
- Kotoka (leave off work) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
- Lenje inoti mukwakwa (road, path); VaShona vanoti mugwagwa.
- Mukuyu (Wild figtree fruit) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
- Kutondeka (point with finger, point out, point at, show, aim at) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
- Tyoka (break, snap - of something hard and brittle) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
- Lenje inoti tula (put down load on the ground, set down, lower, halt on a march, rest); VaShona vanoti tura.
[1]
[2]