From Wikipedia, the free encyclopedia
N'wadhi ra Numeri (kubva paChigiriki: Ἀριθμοί, Arithmoi; Chihebheru: בְּמִדְבַּר, Bəmīḏbar, "Mugwenga") in'wadhi rina reBhaibheri rechiHebheru, uye in'wdhi rishanu remana eTorah re Vajudha. Rakareba uye rine nhoroondo yakadzama; mufomu yaro yekupedzisira yakagadzirwa ngekuda kwe Priestly redaction (enz., editing) ye sosi ye RuuMwari (Yahwistic) yakagadzirwa munguva yekutanga kwe Perusiya (Zanagore rechiShanu BC). Zita ren'wadhi iri rinobva pamasenzasi maviri eVaisiraeri.
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.