From Wikipedia, the free encyclopedia
Kebheki (Nge: Quebec, Fur. Québec) inzvimbo ye Kanadha riri pa Gungwa re Atlandiki pakati pemuromo we Rwizi Musande Rorenzo ne Bhayi re Hadhisoni. Inotora ruwa rinosvika 1,542,056 km² ndiyo futi nzvimbo yakurisa ye Kanadha pakati pedzose. Kune vagari vanosvika 7,546,131. Yakaganhurwa ne Onthario, Nyuubhurunzwiki ne Nyuufaundilendi ne Labhuredha. Kebheki iruwa rinehuwandu hwevagari vanotuara Chifuranzi kusiyana nemamwe masteti eKanadha anotaura Chingezi. Yakambowa koloni ye Furanzi kubva muZanagore re17 uye vagari vechiFuranzi vakawaka madzimba avo ipapo. Vakachengetedza tsika dzavo mumakore akateera hondo yakaendera makore nomwe (1756 - 1762) munguva yakaimvedhwa kolini ne Bhuritani uye ikava teritori yeVangezi. Mufuranzirume wekutanga kusvika muKebheki aive Jacques Cartier.
Kepitau yayo iGuta re Kebheki, ndiro guta hora muMaodzanyemba eAmerika. Muvuso we muzinda uye wechipiri pakukura muKanadha ndi Monderearu (kureva Montreal).
Puraiminista: François Legault (CAQ)
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.