• Gumbi (large herd of cattle) apa kureva musasa wemombe zhinji.
  • Gumbi (a crowd; very many people) apa kureva vanhu vazhinji-zhinji.
  • Gumbi kana makumbi (eaves of house) kureva chikamu chedenga remba chinodarika pane madziro chichibatsira kukanda mvura kuti isaerera nemadziro.
  • Gumbi sezita ( a family name).

Mitauro yeAfrika

  • Mambwe inoti -kumbana (to gather in a group). Humburi inoti kumbi (gather around something).
  • Kinyarwanda inoti umukumbi (flock of sheep). Zigula inoti mkumbi (n. a broad road) kureva mugwagwa.
  • MaXhosa vanoti igumbi (n. room) kureva kamuri.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.

Wikiwand in your browser!

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.

Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.