From Wikipedia, the free encyclopedia
Provhinzi kana chirambo (neChiRungu: Province) inzvimbo inowanikwa mahofisi ehurumende.
Nyika yeZimbabwe yakapatsanurana nematunhu makuru masere nemaguta maviri anotarisirwa sematunhu mukuva kwawo.
Dunhu rese rine guta guru imo munoitirwa mabhizimusi ehurumende.
Map key | Dunhu Guru | Guta | Nzvimbo (km2) [1] | Vanhu (2012 census) |
---|---|---|---|---|
1 | Bulawayo | Bulawayo | 479 | 653,337 |
2 | Harare | Harare | 872 | 2,123,132 |
3 | Manicaland | Mutare | 36,459 | 1,752,698 |
4 | Mashonaland Central | Bindura | 28,347 | 1,152,520 |
5 | Mashonaland East | Marondera | 32,230 | 1,344,955 |
6 | Mashonaland West | Chinhoyi | 57,441 | 1,501,656 |
7 | Masvingo | Masvingo | 56,566 | 1,485,090 |
8 | Matabeleland North | Lupane | 75,025 | 749,017 |
9 | Matabeleland South | Gwanda | 54,172 | 683,893 |
10 | Midlands | Gweru | 49,166 | 1,614,941 |
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.