Vatokaleya
From Wikipedia, the free encyclopedia
Vatokaleya kana Watokaleya zvizvarwa zvemo munzvimbo dzakakomberedza Utsi Unotinhira (Mosi Oa Tunya) kuZambia neZimbabwe. Vanoumba mapoka maviri anowirirana, Vatoka (vanozvitia Batoka) ne Valeya (vanozviti Baleya), uye vanotaura ndimi dzemutauro weChitonga.
Vatokaleya vane nhoroondo refu munzvimbo iyi. Kwavari kuUtsi Unotinhira chinhu chinoera uye chakakosha mutsika dzavo. Utsi Unotinhira inoumba chikamu chakakosha chemararamiro avo uye vakagara munzvimbo iyi kwemazana emakore. Vatoka vanopa zita ravo kumakoronga ari pasi peUtsi Unotinhira.
Muenzaniso wemusha weTokaleya musha weSongwe, uri makiromita mashanu kubva kuUtsi Unotinhira. Nyanzvi dzakawanda dze masafari erubaya ekuVutswana anotora vashanyi kumusha weTokaleya.
Mapoka emaDzinza ari muZambia | |
---|---|
Vabhemba • Vabwile • Vachewa • Vachokwe • Vaishindi-Lunda • Vakafwe Twa • Vakanongesha-Lunda • Vakunda • Valamba • Valambya • Valovale • Varozi (Vatotse) • Valukanga Twa • Valunda • Varungu • Vamambwe • Vambunda • Vamwanga • Ndwandwe • Vangoni • Vankoya • Vansenga • Vanyiha • Vasenga • Vasubiya • Vatokaleya • Vatonga • Vatumbuka • Vazungu • Vayombe • |
Mapoka emaDzinza ari muZimbabwe | |
---|---|
Madzinza evhu | Vashona (Vakaranga • Vazezuru • Vakorekore • Vadoma • Vabuja • Vahungwe • Vandau) • Vashangane • Vasena • Vandebele • Vafengu (Vaxhosa) • Vakalanga • Valilima • Vatalaote • Varemba • Vamanyika • Makaradhi • Vanambya • Ndwandwe • Vatokaleya • Vatonga • Vatsonga • Vachewa • Vavhenda |
Vazungu | Vazungu (Vaanglo Afurika) • Vabhunu • Vagiriki • Vaitari • Vaputukezi |
Vamwe | Vachayina • Vakongo • Vaindiya • Vajudha • Vamozambiki • Vamalawi • Vazambia |
Wikiwand in your browser!
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.