Pimachisi
From Wikipedia, the free encyclopedia
Pimachisi (Geometry kuChirungu) chidzidzo chinowongorora mibvunzo pamusoro pezvinotevera:
- Kaumbirwo kakaitwa zviumbwa tichitarisa kupimwa kwemativi nemagonyo;
- Kupa mitemo inotsanangudza, kufananidza, nokusiyanisa chiumbwa chimwe nechimwe;
- Kududza kuti chiumbwa chiri papi zvichifananidzwa nepane chimwe chiumbwa.
- Kukura kwakaita nzvimbo;
- Kududza kuti nzvimbo iri papi zvichifananidzwa nepane imwe nzvimbo;