PfumoFrom Wikipedia, the free encyclopedia Pfumo kana jokoso (spear in English) chombo chakagadzirwa chiine chitanda chirefu chakabatanidzwa nemuromo unopinza unoshandiswa kubaya panguva yokunge vanhu vachirwa hondo kana kuvhima. Vatauri veChiNdau vanoti mukhondo.
Pfumo kana jokoso (spear in English) chombo chakagadzirwa chiine chitanda chirefu chakabatanidzwa nemuromo unopinza unoshandiswa kubaya panguva yokunge vanhu vachirwa hondo kana kuvhima. Vatauri veChiNdau vanoti mukhondo.